1
/
of
1
Carnelian Heart Publishing Ltd
Shamhu Yezera Renyu
Shamhu Yezera Renyu
Regular price
€19,95 EUR
Regular price
Sale price
€19,95 EUR
Shipping calculated at checkout.
Quantity
Couldn't load pickup availability
Shamhu yeZera Renyu iyeuchidzo yekuti; shamhu kana bazi remuti raunomhara pariri ndiro rinokupa muono wezera rako maringe nekuti rakatunhumara zvakadini! Ichokwadi kuti shiri inomhara pashamhu kana pamufaro wakaringana nayo. Mubhuku iri Memory Chirere anoshandisa chidavado chekutevera nyaya sasarungano. Mune tunzendo nekupemhena; kukwira nekudzika nekuzvongonyoka uchitsvaga pekubuda kana pekupinda napo... Kutsvaga kuti zvose zvinouya pamunhu zvakatangira kupi? Kwozoita izwi remupfuurinenzira ari kuona asi iye asingaonekwe!-Robert Masunga, Lecturer, Birmingham, UK
Nhetembo dzaVaChirere dzinondiyeuchidza mbira nyunganyunga yandinoridza. Nyunganyunga yaridzwa kwemakore mazhinji zvekuti ungatofunga kuti hapana chimwe chitsva chingaitwe nayo. Ine mazino mashoma, ukapusa hauna zvizhinji zvaunoridza pairi. Saka zvinoda unyanzvi neumhizha sehwaVaChirere kuita zvishamiso uchishandisa chinhu chemazuva ese kudai.-Hope Masike, Gwenyambirakadzi, The Sunday Mail, Zimbabwe
Mubhuku rake rino renhetembo rechipiri kubva pana Bhuku Risina Basa, Memory Chirere ari kuenda mberi nekutitora mapikicha achishandisa mazwi. Tinozviona nokuti tiri vanhu vari kurarama munguva imwechete naye. -Prof Ruby Magosvongwe, University of Zimbabwe
Author: Memory Chirere
Publisher: Carnelian Heart Publishing Ltd
Published: 06/23/2023
Pages: 92
Binding Type: Paperback
Weight: 0.28lbs
Size: 9.21h x 6.14w x 0.24d
ISBN: 9781914287114
Language: Shona

This title is not returnable
Share